Genesisi 41:55 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ijipiti yose payakatanga kunzwa nzara, vanhu vakatanga kuchemera zvokudya kuna Faro. Ipapo Faro akaudza vaIjipita vose akati, “Endai kuna Josefa uye muite zvaanokuudzai.”

Genesisi 41

Genesisi 41:51-57