Genesisi 41:54 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye makore manomwe enzara akatanga, sezvazvakanga zvarehwa naJosefa. Kwakava nenzara mune dzimwe nyika dzose, asi munyika yose yeIjipiti maiva nezvokudya.

Genesisi 41

Genesisi 41:48-57