Genesisi 41:52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwanakomana wake wechipiri akamutumidza zita rokuti Efuremu uye akati, “Nokuti Mwari akaita kuti ndive nezvibereko munyika yokutambudzika kwangu.”

Genesisi 41

Genesisi 41:42-57