Genesisi 41:51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Josefa akatumidza dangwe rake zita rokuti Manase uye akati, “Nokuti Mwari akaita kuti ndikanganwe kutambudzika kwangu kwose navose veimba yababa vangu.”

Genesisi 41

Genesisi 41:41-57