Genesisi 41:49 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Josefa akaunganidza zviyo zvakawanda kwazvo, sejecha regungwa; zvakanga zvakawanda zvokuti haana kuzokwanisa kuzvinyora nokuti zvakanga zvisisagoni kuyerwa.

Genesisi 41

Genesisi 41:47-57