Genesisi 41:48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Josefa akaunganidza zvokudya zvose zvakawanikwa mumakore manomwe aya amaguta muIjipiti akazviunganidza mumaguta. Muguta rimwe nerimwe akaisa zvokudya zvaibva muminda yakapoteredza.

Genesisi 41

Genesisi 41:44-57