Genesisi 41:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvokudya izvi zvinofanira kuchengeterwa nyika, kuti zvigozoshandiswa panguva yamakore manomwe enzara achauya pamusoro peIjipiti, kuitira kuti nyika irege kuparadzwa nenzara.”

Genesisi 41

Genesisi 41:34-42