Genesisi 41:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanofanira kuunganidza zvokudya zvose zvamakore aya akanaka ari kuuya uye vagochengeta zviyo pasi pesimba raFaro, zvinofanira kuchengetwa kuti zvizove zvokudya.

Genesisi 41

Genesisi 41:30-36