Genesisi 41:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Faro akati kuna Josefa, “Ndakarota hope, uye hakuna munhu akagona kudzidudzira. Asi ndanzwa zvarehwa nezvako kuti paunonzwa kurota uku, unogona kukududzira.”

Genesisi 41

Genesisi 41:12-20