Genesisi 41:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Faro akatuma vanhu kuna Josefa, uye akakurumidza kubudiswa mugomba. Akati aveurwa musoro uye apfeka dzimwe nguo, akauya pamberi paFaro.

Genesisi 41

Genesisi 41:6-16