Genesisi 40:21-23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

21. Akadzosera mudiri mukuru pabasa rake, zvokuti akaisazve mukombe muruoko rwaFaro,

22. asi akaturika mubiki mukuru pamuti, sezvazvakanga zvataurwa naJosefa kwavari mukududzira kwake.

23. Kunyange zvakadaro hazvo, mudiri mukuru haana kurangarira Josefa; akamukanganwa.

Genesisi 40