Genesisi 39:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutariri wetorongo akanga asina hanya nechinhu chipi zvacho chaiva pasi paJosefa, nokuti Jehovha akanga ana Josefa uye akaita kuti abudirire pane zvose zvaaiita.

Genesisi 39

Genesisi 39:22-23