Genesisi 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, “Aripiko munun'una wako Abheri?” Iye akati, “Handizivi. Ko, ndini muchengeti womunun'una wangu here?”

Genesisi 4

Genesisi 4:1-15