Genesisi 4:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Kaini akati kumunun'una wake, “Ngatimbobuda tiende kumunda.” Uye vakati vari mumunda Kaini akarwisa munun'una wake Abheri akamuuraya.

Genesisi 4

Genesisi 4:3-17