Genesisi 39:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Josefa akawana nyasha pamberi pake uye akava mubatiri wake. Potifa akamuita kuti ave mutariri weimba yake, uye akamuita muchengeti wezvinhu zvose zvakanga zviri zvake.

Genesisi 39

Genesisi 39:1-12