Genesisi 39:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tenzi wake akati achiona kuti Jehovha akanga anaye uye kuti Jehovha akamuita kuti abudirire muzvinhu zvose zvaakanga achiita,

Genesisi 39

Genesisi 39:2-12