Genesisi 38:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Onani akaziva kuti vana havaizova vake; saka pose paaivata nomukadzi womukoma wake, aiteurira mbeu pasi kuti arege kuberekera mukoma wake vana.

Genesisi 38

Genesisi 38:1-13