Genesisi 38:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Judha akati kuna Onani, “Vata nomukadzi womukoma wako uye umuitire zvawakafanira kuita kwaari somunun'una, kuti uberekere mukoma wako vana.”

Genesisi 38

Genesisi 38:5-13