Genesisi 38:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati, “Ndingakupa mbudzana kubva muboka rangu rembudzi.” Iye akati, “Ungandipa chimwe chinhu here kuti chive chitsidzo kusvikira wazonditumira?”

Genesisi 38

Genesisi 38:9-19