Genesisi 38:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asingazivi kuti akanga ari muroora wake, akaenda kwaari parutivi rwenzira akati, “Uya zvino, rega ndivate newe.” Iye akati, “Unozondipei kuti ndivate newe?”

Genesisi 38

Genesisi 38:13-23