Genesisi 37:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akaiziva uye akati, “Inguo yomwanakomana wangu! Zvimwe zvikara zvesango zvamudya. Zvirokwazvo Josefa akabvamburwa-bvamburwa.”

Genesisi 37

Genesisi 37:26-36