Genesisi 37:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakatora nguo iya yakaisvonaka vakaenda nayo kuna baba vavo vakati, “Takanonga ichi. Cherechedzai muone kana ingava nguo yomwanakomana wenyu.”

Genesisi 37

Genesisi 37:31-36