Genesisi 37:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Judha akati kuhama dzake, “Tichawaneiko kana tikauraya munun'una wedu uye tikafushira ropa rake?

Genesisi 37

Genesisi 37:22-27