Genesisi 37:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pavakagara kuti vadye zvokudya zvavo, vakasimudza meso avo vakaona ngoro dzavaIshumaeri dzichibva kuGireadhi. Ngamera dzavo dzakanga dzakatakura zvinonhuwira, bharimu nemura, uye vakanga vachienda nazvo kuIjipiti.

Genesisi 37

Genesisi 37:19-30