Genesisi 37:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akati kwaari, “Enda undoona kana zvinhu zvakanaka kumadzikoma ako nezvipfuwo, uye ugodzoka kwandiri neshoko.” Ipapo akamutuma achibva napaMupata weHebhuroni. Josefa akati asvika kuShekemu,

Genesisi 37

Genesisi 37:9-20