Genesisi 37:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye Israeri akati kuna Josefa, “Sezvaunoziva, madzikoma ako ari kufudza makwai pedyo neShekemu. Uya, ndikutume kwavari.” Iye akati, “Zvakanaka.”

Genesisi 37

Genesisi 37:9-23