Genesisi 36:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Iyi ndiyo nhoroondo yaEsau (ndiye Edhomu).

2. Esau akatora mukadzi wake kubva kuvakadzi veKenani: Adha mwanasikana waEroni muHiti, naOhoribhama mwanasikana waAna, muzukuru waZibheoni muHivhi,

3. uyewo Bhasemati mwanasikana waIshumaeri, hanzvadzi yaNebhayoti.

4. Adha akaberekera Esau Erifazi, Bhasemati akabereka Reueri,

Genesisi 36