Genesisi 36:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Esau akatora mukadzi wake kubva kuvakadzi veKenani: Adha mwanasikana waEroni muHiti, naOhoribhama mwanasikana waAna, muzukuru waZibheoni muHivhi,

Genesisi 36

Genesisi 36:1-5