Genesisi 34:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati kwaari, “Hatingaiti chinhu chakadaro; hatigoni kupa hanzvadzi yedu kumurume asina kudzingiswa. Chingava chinyadzo kwatiri ichocho.

Genesisi 34

Genesisi 34:5-22