Genesisi 34:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwokuti hanzvadzi yavo Dhaina yakanga yasvibiswa vanakomana vaJakobho vakapindura nokunyengera pakutaura kwavo kuna Shekemu nababa vake Hamori.

Genesisi 34

Genesisi 34:4-19