Genesisi 33:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndapota, gamuchirai chipo chandakuvigirai, nokuti Mwari akandiitira nyasha uye ndine zvose zvandinoda.” Uye nokuda kwokuti Jakobho akaramba achimugombedzera, Esau akazochigamuchira.

Genesisi 33

Genesisi 33:4-20