Genesisi 33:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jakobho akati, “Kwete ndapota! Kana ndawana nyasha kwamuri gamuchirai henyu chipo ichi kubva kwandiri. Nokuti kuona chiso chenyu kunenge kuona chiso chaMwari, sezvo zvino mandigamuchira zvakanaka kudai.

Genesisi 33

Genesisi 33:1-13