Genesisi 32:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akarayira uya akanga achitungamirira akati, “Mukoma wangu Esau paanosangana nemi uye akakubvunza achiti, ‘Uri waaniko iwe, uye uri kuendepi, uye pfuma yose iri mberi kwako ndeyani?’

Genesisi 32

Genesisi 32:11-25