Genesisi 32:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaita kuti zvichengetwe navaranda vake, boka rimwe nerimwe riri roga, uye akati kuvaranda vake, “Tungamirai mberi kwangu, uye musiye nzvimbo pakati pamapoka.”

Genesisi 32

Genesisi 32:13-24