Genesisi 31:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati kuhama dzake, “Unganidzai mamwe mabwe.” Saka vakatora mabwe vakaaunganidza vakaita murwi, uye vakadya ipapo pamurwi.

Genesisi 31

Genesisi 31:42-51