Genesisi 31:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rabhani akapindura Jakobho akati, “Madzimai aya vanasikana vangu, uye vana ava vana vangu, uye zvipfuwo izvi ndezvangu. Zvose zvaunoona ndezvangu. Asi ndichaiteiko nhasi pamusoro pavanasikana vangu ava, kana pamusoro pavana vavakabereka?

Genesisi 31

Genesisi 31:38-45