Genesisi 31:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dai Mwari wababa vangu, iye Mwari waAbhurahama uye aityiwa naIsaka, akanga asineni, zvirokwazvo mungadai makandiendesa ndisina chinhu. Asi Mwari akaona kutambudzika kwangu nokubata kwamaoko angu, uye usiku akakutsiurai.”

Genesisi 31

Genesisi 31:39-45