Genesisi 31:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aya ndiwo aiva magariro angu: Ndakapiswa nezuva masikati uye nechando usiku, uye hope dzakatiza mumaziso angu.

Genesisi 31

Genesisi 31:37-45