Genesisi 31:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Handina kuuya kwamuri nezvipfuwo zvakabvamburwa nezvikara zvesango; ndakatakura mutoro wacho pachangu. Uye makareva muripo kubva kwandiri pane zvose zvakabiwa masikati kana usiku.

Genesisi 31

Genesisi 31:33-48