Genesisi 31:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye akati, ‘Tarira uone kuti nhongo dzose dzembudzi dzinosangana nezvipfuwo zvose dzine mitsetse, mavara kana makwapa, nokuti ndaona zvose zvakanga zvichiitwa naRabhani kwauri.

Genesisi 31

Genesisi 31:4-14