Genesisi 31:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa waMwari akati kwandiri mukurota, ‘Jakobho,’ ini ndikapindura ndikati, ‘Ndiri pano.’

Genesisi 31

Genesisi 31:9-15