Genesisi 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo murume nomukadzi wake vakanzwa inzwi raJehovha Mwari paakanga achifamba mubindu kwotonhorera, vakavanda pamberi paJehovha Mwari, pakati pemiti yomubindu.

Genesisi 3

Genesisi 3:7-18