Genesisi 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo meso avo vose vari vaviri akasvinudzwa, uye vakaziva kuti vakanga vasina kusimira; saka vakasonanidza mashizha omuonde pamwe chete ndokuzvigadzirira nguo.

Genesisi 3

Genesisi 3:1-11