Genesisi 29:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rabhani akati angoudzwa mashoko pamusoro paJakobho, mwanakomana wehanzvadzi yake, akakurumidza kundosangana naye. Akamumbundikira, akamutsvoda uye akamuuyisa kumba kwake, uye ipapo Jakobho akamuudza zvose izvi.

Genesisi 29

Genesisi 29:9-23