Genesisi 29:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye akaudza Rakeri kuti iye akanga ari hama yababa vake uye ari mwanakomana waRabheka. Saka Rakeri akamhanya akandoudza baba vake.

Genesisi 29

Genesisi 29:7-21