Genesisi 28:21-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

21. uye ndikadzoka zvakanaka kuimba yababa vangu, ipapo Jehovha achava Mwari wangu

22. uye dombo iri randamisa sembiru richava imba yaMwari, uye pane zvose zvamuchandipa ndichakupai chegumi.”

Genesisi 28