Genesisi 27:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Rabheka akati kuna Isaka, “Ndinosemburwa noupenyu nokuda kwavakadzi vechiHiti ava. Kana Jakobho akatora mukadzi anobva pakati pavakadzi vechiHiti vakaita savava, kurarama kwangu hakungavi namaturo.”

Genesisi 27

Genesisi 27:43-46