Genesisi 27:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukoma wako paanenge asina kukutsamwira uye akanganwa zvawakamuitira, ini ndichatuma shoko kwauri rokuti uchidzoka kubva ikoko. Ndorasikirwa nemi seiko muri vaviri zuva rimwe chete?”

Genesisi 27

Genesisi 27:42-46