Genesisi 28:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvizvarwa zvako zvichaita seguruva renyika, uye muchapararira kubva kumavirira kusvikira kumabvazuva, kumusoro nezasi. Marudzi ose apanyika acharopafadzwa kubudikidza navana vako.

Genesisi 28

Genesisi 28:6-22