Genesisi 28:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro pawo ipapo pakanga pamire Jehovha, uye akati, “Ndini Jehovha, Mwari wababa vako Abhurahama naMwari waIsaka. Ndichakupa iwe nezvizvarwa zvako nyika yauvete pairi.

Genesisi 28

Genesisi 28:9-17